Minister Abgail chanyuka Music

Minister Abgail chanyuka Music

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Minister Abgail chanyuka Music, Artist, .

23/02/2024

Zvinogoneka naMwari ko vakazviita vakazvigona sei

15/02/2024

Vanhu vaMwari munofunga here kuti dai Penina asina kuseka Hannah aibata Samuel rega ndikupindurire no why nekuti waizoto relaxer otongoti handizvari ndizvozvo asi kusekwa kwakamupa shungu dzekupinda muprayer kuti audze Mwari nyaya yake yekushaya mwana kusvika apihwa Samuel inzwaka pane nyaya yangu kusekwa ikoko kushoorwa ikoko kuzvidzwa ikoko ndiko kuchakupa shungu dzekupinda muprayer kuti ubate chako usvike kwaunofanira kusvika vanhu varikukuseka nekukushoora nekukuzvidza they dnt know kuti varikukupushira kwaunofanira kusvika chaiko so roll up rise up unosvika have a blessed day # Min Abby's voice

14/02/2024

Daddy your daughter is happy

Photos from Minister Abgail chanyuka Music's post 24/12/2023

Baba vobva vati ndiri mufudzi wakanaka makwai angu anonzwa inzwi rangu tiri hwai dzake Mwari varikuside kwedu Mwari ava

06/12/2023

πŸŽ‰ Facebook recognised me as a reels superstar this week!

30/11/2023

Psalms 105 vrs 15 Saying, Touch not mine anointed, and do my prophets no harm.

17/11/2023
31/10/2023

Psalms 23verse 5πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒ

21/10/2023

I've received 100 reactions to my posts in the past 30 days. Thanks for your support. πŸ™πŸ€—πŸŽ‰

18/10/2023

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Enel Moyo, Febbie Kajongwe, Takemore Ngaribvume, Plaque Mapuranga

16/10/2023

ISAYA 60 verse 22.Muduku achava chiuru, akadukupa achava rudzi rune simba; ini Jehovha ndichakurumidza kuzviita nenguva yazvo.

Mwari munogona official video 10/10/2023

munogona,Mwari vanotigonera nguva dzose kunyangwe tikasavanamata zvakafanira asi rudo rwavo haruperi kwatiri,MWARI MUNOGONA video

Mwari munogona official video Mwari munogona official video song from the first Album NGAVAVONGWE JESU be blessed

09/10/2023

Ndakaitwa MBONI YEZISO rake Mwari handingakundwe nerima πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

03/10/2023

Ini naMwari tinodanana❀️❀️

27/09/2023

Gara zviya makanditi happy birthday here 🀣🀣🀣🀣🀣zviro zvacho ere

07/08/2023

Kana unaMwari hamayangu rega kutya vasiye varonge avo ngavaronge

30/07/2023

His grace is sufficient for me😍😍😍

Photos from Minister Abgail chanyuka Music's post 26/07/2023

When grace locate you haufambe nevanhu venhando😍😍😍 # minister Makomborero kapfumvuti and general gurajena

15/06/2023

Mboni yeziso Album launch πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

22/05/2023

From the robots after chopies you will turn right then immediately left going straight ,the black gate you will be facing thats where we are meeting,The directions

22/05/2023

Dnt loose hope one day you will testify

13/05/2023

Nhau dzichiverengwa naAbgail chanyuka 🀣🀣🀣🀣

03/05/2023

Very affordable guys vese vari Botswana musi wa 3 June huyai tizofara nekupembera tese muimba yaJehovha

02/05/2023

πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯ 3 June woyee guys share the post album Launch MBONI YEZISO pafair fair chaipo 3 June halalalalalalalalaπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒ

Videos (show all)

Zvinogoneka naMwari ko vakazviita vakazvigona sei
Daddy your daughter is happy
πŸŽ‰ Facebook recognised me as a reels superstar this week!
Psalms 105 vrs 15 Saying, Touch not mine anointed, and do my prophets no harm.
Psalms 23verse 5πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒ
Ndakaitwa MBONI YEZISO rake Mwari handingakundwe nerima πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯
Mboni yeziso Album launch πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯