tendai mahleka

tendai mahleka

You may also like

Bosy acrylic nails
Bosy acrylic nails

Motivational and inspirational speaker, marriage counseling, content creation

29/03/2024

RUDO RUNOTANGIRA MUMBA KUNE VAMWE VABEREKI VANOTODZIDZISA VANA RUVENGO KUBVA VARIVADIKI. SAKA SEVABEREKI NGATIREGEI KUNYEYA NEKUTAURA ZVAKAIPA PAMUSORO PEVANHU VANA VACHIHWA NDIPO PAZVINOTANGIRA IPAPO

28/03/2024

VARUME KANA UKAROORA MUMWE MUKADZI WAKASIIRWA MWANA NEMUKADZI WEKUTANGA ZVIRINANI MWANA AGARE NEHAMA YAKO THAN WAUNENGE WAKUTI MUKADZI WAKO. VAVA MHANDU VANHU AVA MWANA ANOITWA SLAVE PAMUSHA WABBA VAKE

25/03/2024

Happy birthday to myself

23/03/2024

MUKADZI ANOGONA KUPOPOTA KANA KWE 1HR RESE KANA APEDZA OTI INI HANGU ZVEKUTAURA HANDIMBOZVIDI

22/03/2024

MAMUKASEI HAMA NESHAMWARI

21/03/2024

HUKAMA IGASVA HUNOZADZISWA NEKUDYA. BIKIRAI HAMA DZENYU KANA DZASHANYA KUTI HUKAMA HUNYATSOSIMBA

18/03/2024

VAKURU VAKATI RUGARE TANGE NHAMO ASI IKOZVINO UKAVA NENHAMO UKAZOITA MARI WONZI WAROMBA

16/03/2024

Nyama yedu ngaisatifurira kana pfungwa dzedu ngadzisatipa uchenjeri hwenema kuwona kunge varikufa ava havasi kunamata kana kuti Havana kungwara. Inyasha dzirikuita tirarame saka ngatimugonerei Mwari uyu.

14/03/2024

Vana vedu zvipo zvakanakisa zvinotipa mufaro asi ngatisakangamwa kuti vachava vaberekiwo mangwana saka ngativadzidzise zvinoita vazova vabereki vakanaka ramangwana sezvatakaitwa nevabereki veduwo

13/03/2024

Vakuru vakati hupenyu mwene wahwo I chokwadi ichocho nguva ini yatiri yakuda kutoshandisa pfungwa nemawoko kuti tirarame. Ukava nehusimbe unofa uchingochiva zvoita vezera rako Ukava futi nenyadzi unofa urirombe vamwe vachitengesa mvura mutown vachirarama

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Windhoek?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address

Greenwell 8/12
Windhoek

Other Health/Beauty in Windhoek (show all)
Odidi_beauty Odidi_beauty
Windhoek

Synthetic hair,hair products and accessories �

Infinite Elegance Infinite Elegance
Bach Street
Windhoek

Elegant infinite choices for those who want to be unique!

Salty shimbode Salty shimbode
Salty@email. Com. Na
Windhoek

papa beanner respect my dram boss fan

ShaSha Hair and Beauty products ShaSha Hair and Beauty products
Windhoek

Seller of Purc Pure and Hairinque, Argan Hair Products

COPU Natural Care Namibia COPU Natural Care Namibia
Windhoek, 12004

We sell Raw Shea Butter and Shea Butter Products. Check out our page for current products

Get faster results with us 0813330351 Get faster results with us 0813330351
Windhoek

We sell product for all kind of problem

oxycomfort_spa oxycomfort_spa
Pavlov Street 23
Windhoek

A massage Spa

Easy Life Windhoek Namibia Easy Life Windhoek Namibia
Windhoek, 9000

Become an Esylife Namibia distributor. Change your life today. Join for 200NAD and create wealth wit

Enchated Petals Enchated Petals
Windhoek, 9000

Sealed With a Scent

Edmark  healthcare Edmark healthcare
Ondangwa
Windhoek, 9000

A heart of compassionate helps people succeed in health, wealth and total wellbeing........ Our company brings all your health needs in different categories. +P4 health slimming pr...

Umgalelo Skin Care products Africa- 0816413650 Umgalelo Skin Care products Africa- 0816413650
Ndimohamaambo Street
Windhoek, 9000

Winter glow needs right products. Our products are made to suit all our African skin. Come fetch your glow or join to start your own business +264816413650

Petite Artistry and beauty spa Petite Artistry and beauty spa
Windhoek

Are your brows weekend-ready? If not, book with us😉