Zim Celebs News & New Songs
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Zim Celebs News & New Songs, Journalist, Polokwane.
Killer t ko sei muchiti akasiwa arombeswa Na ginimbi uye munoti Zi Fortuner Riya raanaro hurombwa hwaakasirwa Na boss ginimbi bho here but mashoko enyu??๐ฟ๐ผ
Zvaonekwa samanyanga ma single havazvinzwisisi๐
Gafa rakabata mhino ndiyani angadai akasura apa jah akati ambotawura naRoki
Jah praizer & baba harare vari pa Australia ngativapei malikes sezvo vachi sumudzira flag yeZimbabwe๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ๐
Seh calaz - murume uyu anorova mangoma zvinotifadza senyika ndibaba vedu tese senyika ๐ฅ๐ฅ๐๐๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
Silent killer zvaano tojolawo guys ๐๐
FREEMAN - ARIKUNZI AKABIKA CHI ALBUM CHINOSHATA SE NHANGA RADYIWA NEGUDO ICHOKWADI HERE???
Follow for follow let's grow together, Africa, America, Europe etc let's do one luv ๐๐๐ค๐ค๐
Mambo dhuterere vazviramba zviya zvekuti vakamitisa musikana weku chechi๐๐๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
๐
Ya mambo dhuterere yekuti vari kuhura nevasikana vemuchechi tapedza nayo tava neyajava na Tinashe mutarisi NEWS>>>Prophet Passion Java vanoti Tinashe Mutarisi akanyeba kuti building yakabvira aida kutora mari ye insurance. Passion Java anoti zvakare ane nyaya dzakawanda dzema girfriends a Tinashe Mutarisi.
MAMBO DHUTERERE- VAITA MBIRI YECHIHURE NEVANA VEMUCHECHI KUDARIKA MBIRI YE MUSIC๐๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
GOOD NEWS - DOBBADON MUIMBI UYO ANGA AVA KUNZI APONGESWA NEMA DRUGS ANOBVA ADZOKA KUITA MUNHU MUSVI U OBVA AROVA ZI PERFORMANCE ,, THANK YOU JESUS ,FULL STORY SANGANA NAYO๐๐
DAI MWARI VAKATORA PASSION JAVA & MNANGAGWA PANEKUTORA SOUJAH LUV - koiwe ndiyani waunoti dai zvavo Mwari vakatora zvaive nani pane kutora Sauro?๐ฟ๐ผ
MVANA NDODZAKA CHEAPER PAZIMBABWE KUROORA VIRGIN HADZISI DZAVA NHARO HERE๐คฃ๐คฃ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
HOLY 10 NDO CELEBRITY 1 ROPINDA NE MOYO PANYAYA DZEMUJOLO - hoyoo mujaya ๐ฅ๐ฅ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ๐ฅ
here nyaya
# Tlips de slizman Ari kutsvaka munhu anokugadzirira music cover
# mubatei pa +27714796928
Varume vamazuvaano kuita mifushwa yematako kukunda isu vakadzi kushaya zvikumbofamba njani๐๐
Men these days are nmore bootylicious than women what's going on in the world ๐๐
Vakadzi zvimwe ityaiwo saka hamutogoni Kuti iwe handikudi nxa๐๐
FREEMAN HKD BOSS NA KNOX GUNI NDEUPI ANOREMA PANHAU DZE SMART ?? INI NDIRI KUMHANYA NEMUKOMANA WE ZAKAโโ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
HANZIKO ๐๐๐
GOOD NEWS: NOX GUNI ANYENGA MUSOUTH AFRICAN PAIGE SA AKATODIWA MANGA MAZVIHWA HERE ?? -Todada naye mukoma wedu wezaka nekugadzira hukama pakati pe๐ฟ๐ผne๐ฟ๐ฆ
๐
Killer t hanzi akasiwa arombeswa na ginimbi I chokwadi here??๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ๐ฅ
Rinopabuda hr Gaffa apooo ๐?
Ndo life yandiri kurarama ndiri mukati mayo sa Zimcelebs ๐ฅ๐ฟ๐ผ๐๐
Enzo Ishall ayenda kunobata maoko kumhuri yaVaMapanzure kuMasvingo ๐
Winky d zvake ndezve chipo zvekuzvagwa nazvo ๐kugokwe hanzi kune Munhu akuzviti winky d ndiyeyu๐๐๐๐
He's not my favourite but apa ndomupa maruva ake team raainaro iro horror tings๐๐ฅ
Who is your favourite music artist in Zimbabwe ๐ฟ๐ผ
WINKY D KANA KUTI BABA HARARE??๐???๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
Kana uchiziva Zimbabwe ndepapi apa๐คญ
*Ndine shungu dzekupa mwana wangu zita* *rekuti Nyeredzi asikuti kushortener kunozoita ma Zimbabweans, mmmm*๐๐๐
Pakadai obva atadza kukuroora๐ญ๐ญ
ZIMBABWE NGATICHEMEI TINE TARIRO- Muchiitiko chinodzimba moyo,mukadzi wa Garry Mapanzure anoimba Makanaka Jesu achionekana nemurume wake izvo zvakachemedza vazhinji vaive parufu.
SAKA VANA SHINSOMAN NANA FREEMAN HAVANA KUENDA KUNHAMO YOO MA ARTIST HAMUNA 1 LOVE๐ค๐ค๐ค๐ฟ๐ผ
On this day in 2011,Zimbabwe lost a legend in the music circles ,Tongai Moyo.He will forever be remembered for his contribution in the music industry
FREEMAN AVHURA HOMBE YE CHIHURE CHAIYO KUHURIRA MUKADZI WAKE VAKOMANA๐:Mumwe wevaimbi vakuru mu Zimbabwe,Freeman,anopomerwa mhosva yeku chita vadzimai vake Barbra Chinhema apo nyakupomera mhosva oenderera mberi achiti ave pedyo nekufambisa vhidhiyo yemukomana achidya bota ku smallhouse
Click here to claim your Sponsored Listing.
Videos (show all)
Category
Telephone
Website
Address
Magomani
Polokwane
SA Football Content producer. Get All The Latest Football News. [email protected] โฝ๐โค๏ธ
1116
Polokwane, 19
We Trade we don't play we want to live Better lives One day๏ฟฝ#tagF.B.I Traders๏ฟฝ๏ฟฝ