Handsome Gudo

Handsome Gudo

Artist| Mc | Actor |Multi award winning radio presenter Always remember kuti NDINONZI BABA VHAYORENZ ��

Photos from Handsome Gudo's post 22/06/2024

Gezai tiende ku town … paunopedza kugeza wobva wanzwa zvichinzi aaah vatoenda ava🤷🏾‍♂️💔

22/06/2024

Endayi munobata ma seats ku youtube … ku subscriber ndiko kutenga ticket Mama Vee. Mai Ts Diaries

Link ndaisa mu commentary section

22/06/2024

Pliz Rongekai kana makuuya kumatare Mama Vee & Saint TV

21/06/2024

Problem yenyu ndeyekuti munenge muchingoti shora ☹️☹️☹️ all we need is support 🤷🏾‍♂️ Mama Vee …Madam Boss. Mbuya VaPiyasoni

Photos from Handsome Gudo's post 20/06/2024

HANDSOME GUDO & The GUHWA mates band Mama Vee Madam Boss Mbuya VaPiyasoni 🔥🔥🔥

Imimi endayi munoita subscribe ku YouTube kwangu Chete … link ndaisa mu commentary section …

20/06/2024

Mai vhayi is really a Prayer warrior .. even in real life Mama Vee Kate ZW

Photos from Handsome Gudo's post 19/06/2024

Ambhuya vangu ava.. mother mhamha mai SAUTI .. Mai Sauti … vakazvara Benzi ☹️

Tisataure mazita … kunyanya zita remwana

18/06/2024

Fanoitai subscribe ku YouTube… link ndaisa mu commentary section… Mama Vee Yaya Saru … Walala wasala

Munoyera ~ Live at Ruach Media studios 18/06/2024

Hanzi na MEDHEMU STELLETO Mama Vee “chero ndichiimba zvinotemesa msoro CHINGOITAI KUTI NDIPINDEWO” 🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♂️…

Munoyera ~ Live at Ruach Media studios

18/06/2024

Nhasi ndanyadziswa pamberi peBhebhi na Medhem Stelletto 😭😭😭 .. Mama Vee Kate ZW

17/06/2024

Haaa Nhasi ndamugona mai vhayorenzi , 😁😁 Tsvatu waro ,Toko … WANZWA BUTTER! Mama Vee

16/06/2024

HAPPY FATHER’S DAY MZUKURU …. Mama Vee anongoseka arikuenda kugehena 🤨🤞🏽

16/06/2024

GUHWA NYORO!! 🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♂️ mamuka sei ma guhwa mates angu … handeyi ku YouTube ‘’in reason’s voice”😁

Madam Boss Mama Vee na Mai Bee

Photos from Handsome Gudo's post 15/06/2024

Endayi munofanoita subscribe ku YOUTUBE .. link ndaisa mu commentary section … tine Guhwa ratichakupai

15/06/2024

Ndokumbirawo Dhora reKombi ☹️… STELLETO ATORA YOSE 😭

14/06/2024

Fanoitai subscribe ku YouTube ndiwanewo kurarama , link ndaisa mu commentary section

14/06/2024

Mai vhayi anombondi tambudza Akomana Mama Vee 🤦🏽‍♂️ … vakambo zvara huyai tizivane tione … choose your character

13/06/2024

Apa Skuru fees unenge uchibhadhara every term 🤦🏽‍♂️🤦🏽‍♂️ Stelleto ndamukoniwa ini Mama Vee don’t forget to follow Handsome Gudo

12/06/2024

Siyanai nen’anga dzemuHarare 😂😂😂 Bvunzai Mama Vee

Envy zimbabwe

11/06/2024

⚽️ haaa zimbabwe yakanokorwa tsoka chete

That’s why ndisingaone bhora ini , ndatova ne stress x2💔

11/06/2024

Mai vhayi ndavatadza ini 😩😩😩 Mama Vee Kate ZW

10/06/2024

Her : HESI bhebhi , I’m bored kumba hakuna vanhu , moms na mdhara vakaenda kunhamo nezuro vachadzoka pa weekend

Him:

Handsome Gudo ~ Vakamupfura R.I.P SARAH (sarafina) 09/06/2024

1 day muchafunga kuti Song iyi Inyowani

1 day muchafunga kuti ndinoimba nonsense chete because pandinoimba zvinemusoro muno ignowa

Zvinyadzi neZvekupenga ndizvo zvamunoda, KO IZVI ??🤷🏽‍♂️🤷🏽‍♂️🤷🏽‍♂️

Handsome Gudo ~ Vakamupfura R.I.P SARAH (sarafina) A Tribute song to Handsome Gudo's girlfriend who got in South Africa kwaMashu when the south african police assumed that they were hooligans trying to cause ...

08/06/2024

Tine zvatakaku gadzirirai as the Vhayorenzi family … Mama Vee

endai kunoita subscribe ku youtube link ndaisa mu commentary section

07/06/2024

Musha wese urikufara MUDHARA ADZOKA Mama Vee Ruka zw Chihwa CheGuhune Comics

07/06/2024

Ndaisa link mu commentary section , I need your support ku YouTube Hama dzangu … pliz go Watch and subscribe

Photos from Handsome Gudo's post 06/06/2024

Wotosvika kumba kweN’anga woudzwa kunzi varikuuya varikumboiswa make up , varikuda kuenda pa Facebook live 😩

Photos from Handsome Gudo's post 30/05/2024

Ndikunzwei futi muchiti handina kubvisa mombe yehumai pandakaroora Mama Vee 🤷🏾‍♂️ ndiyo inoEnderana nemwana wavo

ambhuya vari grateful

25/05/2024

I Thank you Lord 🙏🏽

To us that do not suffer from identity crisis HAPPY BIRTHDAY TO MYSELF Aeshwin Quintan AFRICA Munashe AKA Handsome Gudo

Videos (show all)

Kumatare kunoda munhu akarongeka
Problem yenyu ndeyekuti munenge muchingoti shora ☹️☹️☹️ all we need is support Oscar Pambuka  DJ Ollah 7 ndimi vashamara...
Mai vhayi is really a Prayer warrior .. even in real life
Kunyadziswa pamberi pebhebhi 🤦🏾‍♂️😩
Haaa Nhasi ndamugona mai vhayorenzi , 😁😁 Tsvatu waro ,Toko … WANZWA BUTTER! Mama Vee
GUHWA NYORO!! 🤷🏾‍♂️🤷🏾‍♂️ mamuka sei ma guhwa mates angu … handeyi ku YouTube ‘’in reason’s voice”😁Madam Boss Mama Vee na...
Ndokumbirawo Dhora reKombi ☹️… STELLETO ATORA YOSE 😭
Mai vhayi anombondi tambudza Akomana 🤦🏽‍♂️ … vakambo zvara huyai tizivane tione … choose your character
Ndinobudirwa neshavi ra sekuru Thomas Mapfumo 😒😒 musandipikise
Apa Skuru fees unenge uchibhadhara every term 🤦🏽‍♂️🤦🏽‍♂️ Stelleto ndamukoniwa ini @mama vee
Ndasuwa kuyenda pa stage 🎤😩🔥🔥🔥🔥🔥
Siyanai nen’anga dzemuHarare 😂😂😂 Bvunzai Mama Vee@Glow Envy zimbabwe

Telephone

Website

https://www.tiktok.com/@handsome_gudo?_t=8n9b20AuWF4&_r=1

Address


Sandown