Mr F.Tembo Ba Atie

EPHESIANS 6 vs 12

11/04/2023

8+ years ago, still looking the same ... memories never fade

2k tochibata chete

07/10/2022

Starts now until Sunday 20: 00 HRS

07/10/2022

Isaiah 55

1 Nhai, imi mose mune nyota, uyai kumvura zhinji, noasina mari, uyai, mutenge mudye; zvirokwazvo, uyai mutenge waini nomukaka, musine mari, pasina mutengo. .
2 Munoparadzireiko mari muchitenga zvisati zviri zvokudya, nesimba renyu muchitenga zvisingagutisi? Nditeererei zvakanaka, mudye zvakanaka,uye mweya yenyu ngaizvifadze nezvakakora.
3 Rerekai nzeve yenyu, muuye kwandiri; inzwai, mweya yenyu igorarama; ndichaita nemi sungano isingaperi, nyasha dzazvokwadi dzakapikirwa Dhavhidhi.
4 Tarirai, ndakamuita chapupu kumarudzi avanhu, ave mutungamiriri nomubati wamarudzi.
5 Tarira, uchadana rudzi rwawakanga usingazivi, norudzi rwakanga rusingakuzivi, iwe ruchamhanyira kwauri, nokuda kwaJehovha Mwari wako, nokwoMutsvene waIsiraeri; nokuti iye akakukudza.
6 Tsvakai Jehovha achawanikwa, danai kwaari achiri p**o.
7 Akaipa ngaasiye nzira yake, nomunhu asakarurama mirangariro yake; ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira nyasha, nokuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.
8 Nokuti ndangariro dzangu hadzizi ndangariro dzenyu, nenzira dzenyu hadzizi nzira dzangu ndizvo zvinotaura Jehovha.
9 Nokuti denga sezvarakakwirira kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.
10 Nokuti mvura nechando sezvazvinoburuka zvichibva kudenga, zvisingazodzokeriko, asi zvinodiridza nyika, zvichiiberekesa nokuitungisa maruva, ichipa mudzvari mbewu, nomudyi zvokudya,
11 ndizvo zvichaita shoko rangu rinobuda mumuromo mangu; haringadzokeri kwandiri risina, asi richaita zvandinoda, richiendika pane zvandakaritumira.

07/10/2022

Hama yangu hama yerwendo dosvike pano timbosimbisa ukama wedu nezvokwadi nemazwi oUpenyu usingaperi uyo unopiwa ani nani zvake pachena pasina mari... Book yangu yakamira kudai. Isaiah 55

07/10/2022

Hello family and friends

Nyasha, tsitsi norugare runobva kuna Jesu Kristu ruve nemi 🙏

Stay tuned @ 19:00 hrs we have a special and blessed moment

06/08/2022

2️⃣0️⃣1️⃣5️⃣

Fio fio let's do it again, im coming for you 🙄

03/08/2022

Ruwadzano

28/07/2022

Indomitable Warriors 💪

23/07/2022

Camping things

10/06/2022

Pothole kana dzikave nzizi totofambire muchikepe🤣😂

09/06/2022
Photos from Mr F.Tembo Ba Atie's post 04/06/2022
06/04/2021

Let us put our mind together and praise the lord for his grace.

02/04/2020

April my birthday month wow

02/04/2020

Happy New Month

29/03/2020

I miss my family

Want your business to be the top-listed Event/venue in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Videos (show all)

Pothole kana dzikave nzizi totofambire muchikepe🤣😂

Category

Telephone

Website

Address

671 Old Canaan , Highfield
Harare
00263

Other Events in Harare (show all)
Miss Slay Queen Harare 2020 Miss Slay Queen Harare 2020
Harare

A slay Queen is a woman who dresses fashionably and usually have a captivating appearance giving an

Zim Cake Decorating Competition Zim Cake Decorating Competition
Harare

National Cake Decorating Competition, Zimbabwe , Africa

Royal Hosts Royal Hosts
5 Ruskin Lane, Strathaven, Avondale West
Harare

We are an events planning, events desing and catering team that is commited to giving you an unforge

Tone Tone
Southlea Park 1075 Harare
Harare, 1993

Beyond Excellence Beyond Excellence
Harare

Event Staffing

Nifty Nifty
Harare

We are an Event Management company and our aim to make your dream even come to life

DigiSymposium DigiSymposium
4 Donald McDonald Drive
Harare

DigiSymposium is a platform for discussing everything technology concerning Africa.

Pastor Tellmore Ntengu Pastor Tellmore Ntengu
Harare

Isaiah 60:1 Arise, shine; for thy light is come, and the glory of the LORD is risen upon thee. Isaiah

NARG Caterers NARG Caterers
Harare

NARG Caterers provides catering services at affordable prices...... We guarantee you quality and tas

P*e & Tawy's Wedding P*e & Tawy's Wedding
1 Pennefather Avenue
Harare

Welcome to our wedding page. The Mapfumo's and Simango thank you for your support and Love. Stay blessed!

THe GREEN Revolution THe GREEN Revolution
Harare

0778391481, Founder of a local NGO called zimconserve,and founder of Zimbabwe Mringa farmers Trust,CEO of Heidelberg Energy Resources Pvt LTD,,we do Biogas and permaculture project...

The Beer Hunt ZW The Beer Hunt ZW
Batanai Gardens
Harare

The Beer Hunt is a scavenger hunt event organized by PaiVepo and hosted in different locations in Zimbabwe to promote local tourism as well as to help you create beautiful memories...