Chakafukidza dzimbamatenga natete Mamoyo

Chakafukidza dzimbamatenga natete Mamoyo

You may also like

Rishi
Rishi
Yanagisawa Chiko
Yanagisawa Chiko

Motivator
Counseling
Bedroom stories
Marriage
Cooking/Baking
Health
Adventurer
Content creator

24/04/2024

Vana baba paye pamunoti marara kubhawa,mune manyatsoraramo here 🤣😂uye pai exactly

24/04/2024

Asi madzimai huyai pano, kak***ara kaye kamunoita kwadoka, kumanheru, munemuchitorevesa here, musana wangu, chibereko, pasipeguvhu

24/04/2024

unosara wobudamo wasakara sakara

22/04/2024
22/04/2024

Anhuwoyeee huyai pano

22/04/2024

Enda paLodge chero iri padhuze newe wosheedzera kuti ''Vapinda umu kasirai " Uone mashura.

20/04/2024

Tete makadii nedare, iniwo ndinezvirikundinetsa vamwene vangu vakarwara vakasvika pakufa ndini ndaivapepa, kubata ropa chairo ravo, vana vavo vasikana vaitoita sevanovatiza kana vamesa zvisinei tete vangu vakazoti kunahubby pachivanhu chedu mwana uyu munotofana kumuripa nokuti mutorwa mumusha menyu basa raibata raisave nyore, saka ini ndakati kunatete hazvinamhosva kwaiva kuda kwangu, asi ivovarikuti pachivanhu chedu unotofana kuripwa, kugeza kwawaita amai, kubata gazi, kuchanger kana vazvishatira, handizive vehama ndizvo here izvi???

20/04/2024

Hesi Mamoyo ndivigewo veduwe ungaitawosei navamwene vokuti ukangotadza vanokuti naiyewo nhingi aifungei sure kutiunzira zvakadai pamba, ndichamutsvagira vanonzi vakadzi kwete izvi ndingangoti kubva ndichiwanikwa havana havo kuratidza kundida uye ndinokurirwa nokuchema handivadaire hangu asi vehama ndirik***adziwa hangu uye ndakutozeza pavanowira kumba zvinoita here?? ndimboudze hubby or ndendakasira kucomplainer tane5yrs now.

20/04/2024

tt Mamo please hide me, yangu nyaya hayo its kind of confession tte, handizive ndodi ndirimurume anemhuri yake ndakatowana asidambudziko riripo ndirikutadza kukanganwa ex yangu ndingati ndiye wandakatanga kudanana before madam saka takazongonetsana nekanhu kadiki tikasiyana asi pandakazodanana namadam hazvaindifambira mushe like mafeelings angu achirikunaEx zvinova zvirikundirwadza tine kamwe kakujairirana katataita rudo rwedu rwainakidza saka mudzimai wangu munhu wemamoods kupopota off wich zvaisaitwa naEx ndinosvika panguva yekuisa ex mumusoro kuti ndirase mbeu ndakazotsvaga Ex wangu kuFB ndikamuudza nyaya iyi iyewo akataura same thing kuti hongu anemurume asi pfungwa dzake dzirikwandiri guys unotombozama kuti uzvikanganwe asi zvirikundinetsa.

20/04/2024

Hi Mamo please hide me,
Ndine nyaya ikundinetsawo vedare, murume wangu anogara SA ndinomuona December bedzi, ndikamuti ndoda kuuyawo anotsikatsika, zvisinei ndakazvitambira hangu ndingadi, ndakazopindwawo nemweya wekucheater, mushure mekunge ndakushuwawo murume, zvisinei nefirst time iyoyo ndakabatikidzwa nabamunini vanova young brother yemurume wangu ndinechikomba mumota tichikisana, havana chavakataura pavakationa ndakazoti ndasvika kumba vakati, l don't blame you maiguru mukoma vanozozvinyanyawo, asi daimakandikumbirazve than mutorwa ndipo pandirwadza saka ndakavakumbira sorry, vakati kuti ndisaudze mukoma nhasi ndorara mubedroom menyu, kana vana varara ndouyamo, veduwee nekutyawo ndakavata nabamunini, kutaura chokwadi ndakaenjoyer uye vanogona zvavo, chakunetsa vavekunetsa pese pavadira, ndikada kubuda ndikanonoka kudzoka ndowana vatsamwa ini handichazvide asi nyaya iyi iripo, ndirikutoshayawo ndodi vehama ndoziva ndakaresva veduwee asi bamunini handisikutoda havachina nguva nemusikana wavo, vanotomuavoider, ndakushaya ndoipedzasei nyaya, tukai henyu vanotuka,asi handinawo zvandaiita.

19/04/2024

Remedies on Spiritual wives and Spiritual husband's

19/04/2024

Mhando dzemaSare

19/04/2024

*Vaye vanonetseka nemaSpiritual husband or wives*

Hezvinoi zvingakudzingirai mweya iyoyo for good! Nomore kurota uchirara nemurume wausingazivi kana mukadzi!👇🏼

Tsvaga mashizha emubanana asina kutsemuka so unogona kuawana kumusoro kuye new leaf or ririkuda kutanga kurudunuka kumuromo uko!

Kacha kacha wega kwete kuitirwa nemumwe! Isa mumvura ugeze tsoka dzako manheru for 3days then uchirasa mvura yacho pachivanze pako! Usapukuta rara wakadaro!

Done

19/04/2024

Spiritual husband's and Spritual Wives

18/04/2024

Imbomupa kasilent treatment

18/04/2024

ungaitesei kuti mudzimai wako akuregerere

16/04/2024

Mamo ndyp hide me, veduwee murume wangu arikuzvimba bhora 1 rikuita serinechifuru asi iye arikuti harisik***adza, ndakavati endai kuchipatara vakangoti vachaenda havo, varikunwa zvimushonga zvechivanhu zvakasiyanasiyana, asi ini mumoyo zvikunditambudza chingave chii chirikuvazvimbisa kudaro.

16/04/2024

Anonymous
tete nedare ndinewo chichemo muhupenyu hwangu, ndotsvagawo kuneangaziva ndingabetserekewosei, ndirimukadzi anemakore35, munhuri medu vanasikana vanongororwa vachidzoka, vamwe mbereko dzirikunetsa😭😭ini rangu dambudziko ndakasiyana nemurume 11yrs ago, ndikazama marelationships 3zvichizongoperawo umwe wacho tatatove paextent yekuda kuwanana zvikaenda nepamwe, kwatinofamba tinoudzwa kuti ndimbuya mai vababa, saka takazogara pasi nababa tichivabvunza ivo vakangoti, hupenyu hunotoda kufambirwa cz kuti tinange mbuya inoita ngozi, asi zvisinei vanhu vese vemumhuri mababa vakuzvibatawo kuti mbuya, veduwee ini ndazama kufamba, zvaramba problem iripandiri ndoyakundinetsa nokuti ndinonetesa munhu anenge achidakundibatsira, saka hama dzangu kunyora kudai ndinemisodzi pamatama hakuna munhu asingade musha, sure here zvatoramba zvemarriage, ndibetsereiwo kunevangazive vanhu vanobatsira help me sometimes ndombofunga kufa kurinani, inga vana vevamwe vatikufara wani, and chinondirwadza our fathers knows the truth asi chekuita hapana mai vedu vakafa

16/04/2024

Mamo zvirisei ndiisireiwo nyaya yangu kudare chitupa mubin.
nhai vehama unoitawosei nemurume wekuti hapana chatoronga tese unotozoona zvaitika or aita ndopaunotozoudzwa, ndingati kubva ndichitangakugara naye hasati ambondiudzawo anotambira mari uye kana kunziwo pay iyi anongoita zvaafunga, saka ndakazowanawo hangu kwandakubatabata mazuvano shasha kwakuti iwe wopota uchitenga chikafu, ndakangovati patsvene ndaisada k***a naye, veduwee ndizvowo here veduwee, munhu uye wekuti haadikuudzirwa zvese anoziva paneimba here apa veduwee.

12/04/2024

mamo hide me, ndinoti makadi vedare ndiriwo mudzimai akawanikwa, damubudziko ranetsa mumba mangu kubva zvatanga kuita chipfambi murume wangu mumba hatichaite bonde vanenge vachingondipa maexcuse or kusatoda kugumiwa neni, now chakunetsa ndakutadzawo, nguva yareba iye arikupona kugf yake, ini ndafungawo kutsvaga anondifadza, ndamboshinga vehama handizive pada haicjamire kwandiri here nokuti zvanyanya ndinganziwo ndaresva here ini vehama??

11/04/2024

Asi newewo hausikuzvipanicha here mudikani.

11/04/2024

Makadini tete, hide me ndinokumbiravo kubatsirwa panyaya yangu ndatambura ndiri mukadzi ane makore 25 murume vangu ane 33 pane nyaya yangu yakamira so murume vangu ane mukadzi vaanodanana naye asi mukadzi vemunhu mukadzi uyu nemurume vangu vanhu vakambo danana vari mukomana nemusikana vakasiyana murume vangu andirora mukadzi arorwa saka parizvino vakudanana futi zvekutoti mukadzi akatoramba murume vake achida murume vangu asi chiri kundirwadza murume vangu akatoenda kunoripa kumurume vemukadzi uyu mbudzi 3 ne60 us zvikadzi zvapera asi hazvina kupera vachiri kutodanana ini pandinoti ndakuenda murume vangu anoti hapana kwaunoenda asi anoendako kunorarako asi paanouya kumba ini ndinorwara nemudumbu zvakanyanya ndatambura nechirwere ichiii apa ndino kwenya kusika rudzi kwangu zvakanyanya ndatove netomaronda ndaenda kuchipatara hapana chachinja apa murume vangu anoti ndiri kuziva pandichamurambira saka ive gara pano saka ndoita sei hama dzangu

11/04/2024

Tete makadii post as Hidey, ndirimurume anemakore 50ekuberekwa mudzimai wangu akashaya pane7yrs ago saka hama dzake dzakangoti hembe tozodzoka togova panyaradzo, zvisinei ndakavadana aftr 2yrs vakati vanoda mari or ndofana kutora mainini, mudzimai wangu paakarwara akanyatsoti usazofe wakapuhwa mudzimai mumusha muno, vandiurayisa vanhu ava vanobatabata , uyezve vakati ndofana kuvasumudza kubva kwavari nemari, so ndakazama kuvaudza mari yaivepo yaikwana kuita zvandaida kuitira mudzimai wangu bvavaramwa, ndakazoita marelationships angu 3 ese hakuna kwazvakaenda, ndakazotiwo ndifambire nyaya dzacho, ndakanzi vakanokora ivhu paguva remudzimai wangu vakaita zvavakaita, so last year ndakavati huyai tiite bvavati vakuda 1000dollrs pamberi, nokuti ndashora kuramba mainini, uye mwana wavo haangoinde, vedare ndakatorora zvese ndakaita uye vanhu ava ndakavachengeta, kuindisira vana vevamwe vacho kuzvikoro, saka ava vasara varikudero ihanzvadzi dzamai vemudzimai, vabereki vake vese havachipo, hausi waudyire here vedare apo hembe nezvinhu zvingoriko kumusha ndodiwo vedare.

11/04/2024

Tete murisei chitupa mubin, ndini ndakambokunyorerai ndichiti murume wangu akafa so ndikudanana nabamunini asi vanemukadzi wavo if u remember, tete nedare ndibetsereiwo hongu ndakadanana nabamunini murume afa kwete arimupenyu, dambudziko ravepo bamunini vaye vakuda kutondirora officially ndiite mudzimai wavo wepiri, zvinhu zvatainge tisina kubvumirana, asi vakundithreteanwr, ini ndikutoona vada kudya mari dzemukoma wavo, chakundinetsa ndikurota murume wangu kuhope anenge akangonditarisa, saka ndikuudza bamunini varikuti mastatement, handizive zvingarevei kuuya kwaari kuita kuhope dzangu always.

11/04/2024

Mamo hide me, vedare ndinewo dambudziko rekuita bonyora uye ndirimunhukadzi, kana kunevangaziva ndozvipedzanei, zvakatanga ndiripabasa nokuti handipuhwe off ndiriMadhumbe pamba apa kwemakore maviri, off ndoiwana ndakuinda kumusha maDec, saka maive munaJune madam vasina kuinda kubasa nemurume wavo, so pandaicleaner near bedroom ravo ndakanzwa kuchemerera kwavo, bvazvandibatawo, manheru acho ndakatanga kuita imagination yababa vaye ndichingopuruzira bh.. yangu, wanikwe zvanakidza so handina kuzomira, veduwee pese ndisati ndarara ndotoita, asi ndikutoona kuti feeling nemunhurume handichina ndaveaddicted, ndibetsereiwo vedare.

09/04/2024

kobaba zvovotiza mubedroom nhaimi

07/04/2024

Hide me tete, vedare ndaikumbiro kuziva, ini ndakarerwa namai vangu, handina kumbobvira ndaziva baba zvachose, maivangu vainditi baba vakaramba mimba yako, saka chakazoitika ndakangotangawo kuita tsvakurudzo dzangu mai vasingazive ndaivhunzawo anambuya, ndakazoudzwa kuti mai vaive housegirl paneumwe musha ndobva vadanana naboss vakaita pamuviri pangu, baba ndokundiramba, saka ndakazoudzwa zita ravo nesurname ndikatsvaga baba paFB ndikavawana, asi handina kuzvibuditsa pachena kuti ndini ani, ndakaita zano rangu rekuti vabvume tisangane, ndopandakazozvizivisa kwavari, vakachema nekukumbira ruregerero patakaonana ndazovazivisa ndaive ani, vakati vanoda kuripa mai vangu whwht, to cut in short, nhau yavepo ndikushaya mai ndovaudzasei kuti baba ndakavawana uye vadakuripa vanambuya vese vakutoziva zvikuitika, mai vangu havazondigumbukire here, apo ndikufanawo kurorwa shungu dzaidawo baba vainge varipo, am confused hama dzangu, anambuya varikuti taura wega.

07/04/2024

vigai zita rangu l am a woman 21 years. In a relationship of 2 years now. murume wangu anorova zvokuti. Any silly mistakes unodzemugwa nemambama. Chero kusafekedza mwana hat wobuda naye panze unorohwa seuchafa. Nezuro ndakarohwerwa kuti nei ndanonoka kubvisa chimodho pagas ndakamadigwa mabhama. Worse ukamupindura unenge watobhaiza. Ane hutongo hwakanyanya , munhu uya anoda kugara achityiwa. Hatina kuroorana out of love but akandimitisa ndikatizira kwaari. So my question is ndomarriage yacho here and ndozviri varume mudzimba here

07/04/2024

Tete ndivigeiwo paita vanyarikani, nhai ungaiteseiwo namhamha, s boy. Murume wangu tane8yrs tawanana chesechese anotofana kutanga audza mai vake, so we planned kutenga stand musha, ndakazoshamisika mhamha vakunditi kana muchida stand pekuvaka paripo kumusha kwangu, mwana wangu ndiye ega pekuvaka pake paripo, ndakangovati maitabasa mhamha nokuti handaiziva vavataurirana kutii, asi veduwee zvinoitawo here.

07/04/2024

Anonymous
tete munosimba here, ndirimurume anemakore 38,ndokumbiro mundivhunzireiwo kunevedare ndakarohwa neHerpes, 2023 ndikarapwa ikapera asi mavanga haana kunyatsopera, kunevangazivawo ndingashandisei kuti chibhande chiye chibve, ndatenda kunevangazivawo.

Want your business to be the top-listed Media Company in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Videos (show all)

Remedies on Spiritual wives and Spiritual husband's
Wanetswa here maSpiritual husband's and Spiritual wives
Mhando dzemaSare
Mhando dzemaSare
SeimaMarriages asirikulaster
Spiritual husband's and Spritual Wives
Imbomupa kasilent treatment
ungaitesei kuti mudzimai wako akuregerere
koiwewe  unenge usina  kuzvisungirira here
Asi newewo hausikuzvipanicha here mudikani.
kobaba zvovotiza mubedroom nhaimi

Category

Telephone

Website

Address

Harare
Other Digital creator in Harare (show all)
Twice King's Arts Twice King's Arts
Harare

The page is all about Art in evry way it could be by painting, music, designing, dance n other stuff

All Cruise Job Links All Cruise Job Links
Harare

🔂Cruise ship Application Advice FREE!! 🔂Cvs or Resumes Creation 🔄Interview tips for FREE!!

Takudzwa Hall Takudzwa Hall
Harare, 00000

Milky Way Inc Milky Way Inc
Harare

We are a beat making crew with our best local beatmakers

Mathew Billiat Mathew Billiat
Harare

Entrepreneur Finance consultant Self proclaimed therapist

Facultyofhustle Facultyofhustle
Lomering
Harare

facultyofhustle

dir_maxxy dir_maxxy
Harare, 263

Director @ Platinumshow studioz

GoldenKit Designs GoldenKit Designs
26 Dan Judson Road Milton Park Harare
Harare, 0000

We create Graphic Design content that helps improve your brand image and visibility.

Zimzim Tisu Zimzim Tisu
43 Drive
Harare

The Massage Hub Directory The Massage Hub Directory
Harare, 263

Our comprehensive directory features a diverse range of talented therapists.