T Bbies General Dealer

welcome to my fb page guys follow, like share and also turn on the notification Bell � kuitira kt usasare kumashure

12/11/2022

Hama makaita wani vanehama dzakwira Devine rauraya vanhu pamasekesa ranzvenga mombe muroad ndokubva rabuda kunze rodonha. Vamwe vagurwa misoro saka please saka confirm kuti zvakamira seiko hama dzafa , but this pic it's not Divine bus zvaita head-on

12/11/2022

Maswera sei hama kana paine ane hama yabuda neDevine from chipinge to jo'burg tsvagai hama dzenyu bus radonha richingobuda masave haa zvakaoma mhepo dzacho soo ka

29/05/2022

Mwari rangariraiwo nyika yedu yeZimbabwe izvi hazvichaita izvii 😭😭😭😭😭😭😭😭 chokwadi hr uuumm zvinonzwisa tsitsi nhy

29/05/2022

*👁️MAZISO AKUTAMBUDZA HERE?*
0713344298

*Ndine Mushonga wemaziso*👁️👁️👁️👁️

👁️Anobuda maranga(mabori)
👁️Anoita kunge anemajecha
👁️Anoonera kurekure
👁️Anoonera pedyo
👁️Anoona zvinhu zvakaita senge makore
👁️Ane /anoita tsanga
👁️Ane Gomarara
👁️Anouya nekuda kwekuti munhu ane (sugar diabetes)
*Ndine nzira yekugadzirisa izvi nezvimwe zvinobata maziso pasina kuvhiiwa kana kuParwa

29/05/2022

Good morning my beautiful people 🥰 God loves you all 😙

29/05/2022

Vaneruzivo neshiri ichaxonhofa ndiudzeiwo aaah shiri ichazonhofa atonetsa kunge chihuta nacat chikiti ndibatiseiwo dot com ndrikumashire purizi coz

29/05/2022

Uku iwe une uchitoda kuzotenga mafuta nayo kamunhu kosvikoita kunge kane katumwa

29/05/2022

MUDZIMAI AKANOBVISWA CHIGUNWE OSHAYA ZORORO KUBVA MUSI WECHITATU 25 MAY 2022...…....…...…....SINGLE MOTHER INE MAKORE 26 OKUBEREKWA INOTI YOSHAYA ZORORO kubva MUSI WECHITATU 25 MAY 2022 MUDZIMAI UYU ATAURA PARADIO ZIMBABWE NEMUSHAMARARI JB NHASI SATURDAY 28 MAY 2022 ANOTI AKAONA NYAYA YEKUBVISWA ZVIGUNWE UCHIBVA VAITA MARI ICHITENDERERA PASOCIAL MEDIA ACHIBVA AENDAWOKO ACHITI AITE MARI ANOTI AKANO BVISWA CHIGUNWE CHIDOKO ACHIBVA APIHWA 10000 US YAKE ANOTI ACHIBVA IKOKO AKAENDA KUNOTSVAGA STAND YEKUTI AWAKE ASI ANOTI HAANA KUIWANA UYE ANOTI HANDIZIVI KUTI NDAKAISHAYA NEKUDA KWEYI ASI MASTAND ANOTENGESWA ARIKO MUDZIMAI UYU ANOTI PAMUNOBVISWA CHIGUNWE ICHI PANE MHIKO YEKUTI UNOFANIRA KUGARA NEBHUTSU NGUVA DZESE HAUFANIRI KUONEKWA KUTI HAUNA CHIGUNWE ASI UYE ANOTI VAKAUDZWA KUTI PANOBVISWA CHIGUNWE RONDA RACHO HARIPORI KUSVIKA MURUFU UYE ATI ZVIGUNWE IZVI HAZIVI KWAZVINOENDESWA ANOTI MUSI WAAENDA VAIVA VATATU VECHIDIKI VOGA.. ZVINO AKUTI DAMBUDZIKO RAWAPO KUBVA MUSI WABVISWA CHIGUNWE ICHO CHITATU CHAAENDA MANHURU ACHO ANOTI AKANGOTANGA KUNZWA KUFAMBWA MUVIRI WESE UYE PAKABVISWA CHIGUNWE PACHO PAKUBUDA MAKONYE EBLACK... SAKA ARIKUTI AKUTSVAGAWO ANGAMUBATSIRA KUTI AWANEWO ZORORO... NDOZVANDANZWAWO PARADIO ZIM MANHERU ANO WENYU MUTORI WENYAYA YACHO PARADIO DG NDOVIMBA MUCHADZIDZA NDINOKUMBIRAWO MUSATIKA SINGLE IYI MUNHU UNOPERERWAWO KANA USINA ANOMIRA NEWE ANOTI AKATOZOONA KUTI IYI NDIYO SATANISM ATOVA MAZVIRI PANGUVA YAAKANGA AKUPIHWA MHIKO SINGLE NDOKUSHUVIRA UVANE ZORORO NDOVIMBA MWARI VAKASIYA UCHIENDA KUTI VAMWE VAGOONAWO KUIPISISA KWAZVO

28/05/2022

Level rezvigunwe tatopfuura vanhu vashe tava panzeve mamanje tinosvika chete pamusoro iwoyo unoomera kufunga coz vamwe makanyanyopusa muchapepuka mademburwa musoro nhy nekuda zvamusina kushanda kana wachekwa chigunwe unoziva kuti chirikunoitiswei hr nhy apa uchipihwa tumari tusina basa munhu iyeye arikunowana x 10 pane yaune wapihwa iyoyo ngwarai mhani imi fokoro wenyu vese varikudimburwa

28/05/2022

Boss vezvigunwe kkkkkk chaai gegegegedeee ndazonakidzwa guys tachinja musambo tava kunzeve nhy kn uchida ita interested mucomment section ndizouya nenumbr kune varisrs kuda mari munofa nenhamo mukaita zvekupata

28/05/2022

At least twakazoziva kukurura hembe 😂😂😂

28/05/2022

Mhepo dzekupi kumwe kuzvidira uko aaah

28/05/2022

Nemadhuriro akuita mafuta zvigunwe zvichapera zvese regai muone zvenyu 🤣🤣🤣

28/05/2022

Vndrikutsvagawo number yemunhu arikuitisa vanhu mari uyu guys kana pane ane number drop mu comment section ndichateverera imomo maita basa kune vachabatsira ndaramba kuprvhokwa mu comment section zvigunwe ndezvangu nhy

26/05/2022

Motioned You

Kufarirazvangu mafollowers angu guys ndizvozvo let's go please

25/05/2022

Motioned You

23/05/2022

Mentioned your name
This is how to cook Zimbabwean food

20/05/2022

Aaah yes

19/05/2022

Zvakangooma vamwe vachivatsvaga rimwe richiuraya ndizvowo ere nhy veduwee

19/05/2022

Uriwe mubereki wemwana unoita sei mashanya woitirwa mashura akadai kkkkk mune murimukitchen mese then baby boy akati regaizvenyu muone mukapinda mwana achidai munoita sei 🤣

19/05/2022

Good morning everybody in this page I love you guys ramai muchishare kuinviter chaiko tifambire pamwe nhy , sefamily and friends , have a good day my family and friends much love 😘☺️

18/05/2022

Motioned You

Makabaiwa Vovid here guys kn kuti hamusati mainzwa

18/05/2022

New Bosch press yo older now mukanonoka modya manonoko

18/05/2022

Vanhu haikonai kuoererwa neupenyu zvekusvika pakuita zvinhu zvinorwadza zvakadai kana mwari vakakutendera kuti uve nemwana iyeye iwe wotouraya zvako guys munotii nemhondi yakadai neiyi ngatisanganei mucomment section tinzwe kuti munotii nemashura aya , don't forget to lyk 🥺

14/05/2022

Aaah mwana anemsikahwa iyeye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndakarara kumba kweshamwari yangu musandipikisa

14/05/2022

Zvihelele ko madhiri api aya bvumai kuchembera mhanhi

14/05/2022

Jah P anotopisa kwese anodiwa

14/05/2022

Aaaaah Finnish now ndiudze kuti wanzwei

Want your business to be the top-listed Business in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Videos (show all)

Maswera sei hama kana paine ane hama yabuda neDevine from chipinge to jo'burg tsvagai hama dzenyu bus radonha richingobu...
Zvigunwe zvatondtsa izvozvo
Kudazvakapfava kunge honye
Motioned You Kufarirazvangu mafollowers angu guys ndizvozvo let's go please
Motioned You
Mentioned your name This is how to cook Zimbabwean food
Can imagine 😉 ooo
Uyu ndiye mwana akauraiwa wacho
Ipapo mune mashanya
Motioned YouMakabaiwa Vovid here guys kn kuti hamusati mainzwa
Guys ndine nyaya inonzwisa tsitsi yandauya nayo , ndizvo here kuti kana waomerwa neupenyu unouraya mwana 😭😭😭 izvi zvandi...
#kumbakweshamwari🤣🤣🤣🤣😂

Telephone

Website

Address


Cape Town
Other Wholesale & Supply Stores in Cape Town (show all)
Total Control Electrical Total Control Electrical
The Village Centre, 171 Vryburger Avenue, Bothasig
Cape Town, 7441

Total Control was established in 2000 by Dave Morley. See web www.totalcontrol.co.za Electrical wholesale to the public, industry and contractors.

Oxfordstyle Oxfordstyle
Casablnaca
Cape Town, 20600

بيع المنتجات المستوردة

Cape Town Music Producers Cape Town Music Producers
Rondebosch
Cape Town, 7700

Stream HDSMAN on all major platform for best lo-fi and house music from Cape Town South Africa

MAROC CHOP MAROC CHOP
Cape Town

بيع الاحذية

PACS Wynberg PACS Wynberg
Shop 3 Burlington Arcade, 393 Main Road, Wynberg
Cape Town, 7800

In Association with “PlastiPak Wynberg” We cater for the ordinary household and small businesses where we supply small quantities of our packaging and confectionery products.

Smoke City Wholesalers Smoke City Wholesalers
53 Burg Street
Cape Town, 8001

Smoke City is a wholesale and retail store based in the CBD of Cape Town. We supply and distribute a large list of products from Energy Drinks to To***co products.

Advanced Nutrients South Africa Advanced Nutrients South Africa
Top Floor, The Flags@Circle 5 Building Cnr Centenary Drive And Reese Rd Somerset West
Cape Town, 7130

Advanced Nutrients is an international marketer and manufacturer of agricultural, home & garden, hydroponics fertilizers, and plant nutrients.

Summer Ice - met ys ja Summer Ice - met ys ja
13 Winelands Close, La Belle Road
Cape Town, 7530

Summer Ice was established in 2016 with the sole purpose of supplying and delivering ice to all types of Events, Small Businesses, Restaurants and Bars. We also sell direct to the ...

T&C Market&Bulk T&C Market&Bulk
Cape Town

Welcome to T&C Market,house of a small business owner & bulk supplier ,please let me know what I can assist you with �

Khatieb Trading Khatieb Trading
Cape Town, 7764

quality products at quality prices

USED BALES USED BALES
Cape Town, 7925

BALES AND BULK IN BAGS NOW AVAILABLE FOR WINTER A GRADE JACKETS FOR KIDS AND ADULTS IMPORTED TOP QUAL

Avomart Avomart
Cape Town, 7580

It is my goal to provide first class goods in the retail industry at a reasonable price.