Seh Chilaz
Nearby public figures
Dj Tlhalefang Dj
Wattville/Tamboville
464B
2190
2190
Youdontneedtoknow
Wolvenkop
Somewhere
Kuruman
Nkanyi
Ext3
Just for upcoming artist updates news
Shuwa kufirarudo
Nyatsoterra session iyi yakaipa
Ma arts manyama
Madhara
Ndaramba kudyirwa muhomwe kungenzung
Inni ndotaura 3 languages
```Mutoriro is a drug rinonzi pachirungu Crystal m**h, vanorishevedza kuti d***o kana kuti guka. Vanoshandisa ma globs ema lights se chikwepa chekupisira mutoriro uyu nekuuputa. Rinowanikwa mu powder uye mupiritsi.
Rinokuvadza ma brain cells.
Drug iri vanoriputa vanogona kuita ma weeks vasingarare kana kudya, nekuti kana variputa rinotumira chiziviso or mamessage kuma brain censors ekuti
1) hauna nzara
2) urikufara
3) unesimba.
Naizvozvo vanhu ivavo vanogara mazuva mazhinji vasingadyi, vasingarare uye vachifara. Kana rapera mumiviri chavanongoda kuriputa futi zvichireva kuti tave nemunhu asingadyi, asingarare anongogara ari (high) akadhakwa
Mhedzisiro yake mabrain cells anokanganiswa otanga kuvhiringika pfungwa nekuve violent, kuba midziyo yepamba nemari kuti awane kutenga (feeding) habit yake. Munhu iyeye haazokwanise kushanda kana kudzidza kana kugara nevamwe (anti social) nekuti nguva zhinji anenenge ogara kwavanoti kuma base vachiputa neku kuzvifadza. Saka anopedzisira avakuita ma hallucinations, kubvotomoka nekutaura zvisinganzwike kuve (paranoid) nekuita (psychosis) pfungwa dzinenga dzarasika.
NB: Please ngatibatsirei vana vasapinde pachinhu ichi.
# No to Mutoriro
# Do som**hing
# Pass on the message```
Fight the New Drug
Ayewa oyi mujama🙏🙏
Taifungeyi nhayi 😂Baba Harare
Mutare 🙏🏻🔥🔥🔥
This is for you maGallis ,Outstanding Male Artist & Outstanding Album. I really don't know how to express myself towards this, it feels great to be appreciated for your craft by your own. Would want to give thanks to my crew the management team Watson Kafelapanjila ,Minnox and Michelle Mukaro you guys have been working so hard All producers i have worked with my HKD Band crew pese patinoenda kuma shows they always come up with ideas of new songs thanks family. My distributors, Jungle you always make sure my music reaches most territories 👏🏾 My respect also goes to National Arts Merit Awards Nama thanks for this big recognition not forgetting National Arts Council of Zimbabwe - NACZ for walking with us as artists all the way, Tinashe Mutarisi Hatipfeke junk this is for you my generals you are always behind me pandinodonha you lift me up. Beyond the boarders i would want to thank Christopher Martin and his crew deyah ina JA thanks fam your contribution made a big difference !! All of this is made possible by the almighty 🙏🏾 GOD DID…
I hope you guys are also ready this March I have visuals on visuals rolling out. Starting 06.03 👏🏾👏🏾👏🏾
https://smarturl.it/getDavidandGoliath
Click here to claim your Sponsored Listing.
Videos (show all)
Category
Contact the public figure
Telephone
Address
Langervill Extension 6
Johannesburg
11RWAYER30BOSS20
Johannesburg
1/3 of the super group Hash One... your favourite rapper's favourite EMCEE!
Johannesburg, 2194
ThiNXx, a.k.a. Wesley de la Hunt is an independent international hip hop artist from JHB South Africa
Beyers Street Waterval Estate
Johannesburg
Founded in 2002, over the years MusicLife has taught hundreds of students the basics of playing a musical instrument. Our mission is to make quality music tuition affordable and ac...
Johannesburg
Johannesburg, [email protected]
The story of God's grace album now available with #Maye featuring Sgwili. For bookings:jr.sounds@y
Jabulani, Soweto
Johannesburg, 1868
WORKED WITH BIGZULU,ROBOT BOI, KIDX, EMTEE, CITILYTS, SAMTHING SOWETO,RASHID ETC [email protected]